Mutondi

Kubva Wikipedia

Mutondi izita revanhu rinowanikwa kuSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Mutondi Makhado; Mutondi Ramabulana; Mutondi Munyai; Mutondi Matamela.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.