Mutengeninyatwa



Mutengeninyatwa, mutsvanzvabere kana mutengeni (Ximenia americana ) muti unodyiwa muchero unovavira unowanikwa muAfrika kusanganisira Mozambique, Zambia, Zimbabwe, neSouth Africa.
Kurapa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Mashizha emutsvanzwa anotapwa mushonga unorapa marwadzo emusana.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- MaNdebele vanoti Umswanja (n. Ximenia caffra) kureva mutsvanzvabere.
- Kihehe vanoti mutumbatumba (n. Ximenia caffra) kureva mutengeninyatwa.