Mutandarika

Kubva Wikipedia

Mutandarika (anything stretched across from one side to another).

Mazwi eBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Nyanja inoti kutantalika (v. to lie across, stretching from one side to the other). Mamwe mazwi: kutandalika (v. to stand in a row or line). Kutandalitsa (cause to stand in line).
  • Nyanja inoti kundandalika (sit or stand in a line or round about in a circle). Mamwe mazwi: nkondo i-ndandalika (the enemy surrounds us). Kutandalala (to line out, to travel about).
  • Nyanja vanoti ndandalira (to go to and fro, for some purpose known to one's self). Yao inoti kutandalika (to lay down straight) kureva kutandarika.
  • Chewa vanoti kubalalika (To depart one from another, to separate).