Mususu

From Wikipedia
(Redirected from Mangwe)
Jump to navigation Jump to search

Mususu rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe neSouth Africa. Muti uyu unoita maruva eYellow anobuda kubva September kusvika January. Vamwe vatauri vanodana muti uyu namazita anoti mangwe; mutabvu; kana mukonono. Muti uyu unonzi unorapa zvmwe zvirwere zvepabonde.