Musupi sezita
Mataridziko
Musupi izita remhuri rinowanikwa muNamibia, neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Nechi Musupi; Bennety Musupi; Matthews Musupi; Mabvuto Musupi.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Nhaneca inoti omusupi (adj. small, base; short; low) kureva pfupi. Mamwe mazwi: omulume omusupi (n. small man) kureva murume mupfupi.