Svetuka kuchirochemo

Musoni sezita

Kubva Wikipedia

Musoni izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neRwanda.

  • Vanhu vane zita iri: Francis Musoni; Nyasha Musoni; Erikana Musoni; Claire Musoni.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Bavili vanoti sonikë (v. to write).
  • Bavili vanoti sonemë (v. to be written).