Museya

Kubva Wikipedia

Museya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Vincent Museya; Arthur Museya; Wilson Museya.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Xilenge vanoti seya (on that side). Mamwe mazwi: seni (on this side).