Mutukutu
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMusakasa)
Mutukutu, muhuku, mubaba kana musekesa (n. Piliostigma thonningii. Wild bauhinia) muti unowanikwa muZimbabwe unobereka muchero mutsvuku unodyiwa zvemukati mawo.
Kurapa
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Makwati, mashizha nemidzi zvinoshandiswa kubika mushonga wechikosoro.
- Mashizha anonzi anotapwa mishonga unorapa vanobuda ropa zhinji panguva yekutevera.
- Midzi yemutukutu inosanganiswa nemidzi yemugudzuru (n. Elephantorrhiza goetzei) kubika mushonga unorapa bilharzia.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- IsiNdebele vanoti Ihabahaba (n. Piliostigma thonningii. Zimbabwean bauhinia) kureva musakasa.
- Digo vanoti mutseketse (n. Piliostigma thonningii) kureva musakasa.