Svetuka kuchirochemo

Murungo sezita

Kubva Wikipedia

Murungo izita remhuri rinowanikwa muKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Mwenda Murungo; Joao Murungo; Constancio Murungo; Gloire Murungo.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.