Murapa sezita

Kubva Wikipedia

Murapa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Gift Murapa; Tariro Murapa; Leo Murapa; Mutsa Murapa.

Mazita ari Pedyo: Murape sezita; Chirapa sezita.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • VaZigula vanoti kulaha (v. judging; resolving; arbitrating). VaZigula vanoti udaha (n. ability).
  • VaZigula vanoti kulahanya (v. resolving together). Mamwe mazwi: kulahika (be resolvable).
  • VaZigula vanoti kulahira (arbitrate for; resolve for). Mamwe mazwi: kulahwa (be judged; be resolved; be arbitrated).
  • VaZigula vanoisa h pamwe panoiswa p kuShona. Panoti kupona ivo vanoti kuhona.