Svetuka kuchirochemo

Mupona

Kubva Wikipedia

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Nsenga inoti pona (v. descend; collapse; drop, fall).
  • Nsenga inoti poza, ponezhya (v. cause to happen).
  • Nsenga inoti pona; ponela (v. happen; take place; come to pass; befall).
  • Nsenga inoti Leza wapona (there is lightning).
  • Kinande vanoti eripona (v. unhappy) kureva kusafara.
  • Kinande vanoti omuponi (n. unhappy or discontended person).
  • Lingala inoti boponi (n. choice). Mamwe mazwi: kopona (v. choose). Kopono (n. choose, prefer).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.