Munongo

Kubva Wikipedia

Munongo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe DRC neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: David Munongo; Edmore Munongo; Maki Munongo; Marcellin Munongo.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Duala vanoti munongo (n. slowness, laziness).