Munhuruka

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Munhuruka (rainy season) kureva mwaka unonaya mvura.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaUmbundu vanoti tuluka (descend) kureva kuturuka. VaUmbundu vanoti tula (put down, deposit) kureva kutura.
  • VaUmbundu vanoti tulula (take down) kureva kuturura. VaUmbundu vanoti tulika (put on head) kureva kutsiga pamusoro.
  • MaZulu vanoti thuluka (Come down (from above), rush down, stream down (as torrent, avalanche). Sokuti: Imvula yathuluka ntambama (The rain poured in the afternoon).
  • MaZulu vanoti thuluka (Rush along, stream along ; pour out). Muenzaniso: Bathulukaphi 6onke la6a-6antu? (From where are all these people pouring out?)