Munamateka sezita
Mataridziko
Munamateka izita remhuri rinowanikwa muUganda.
- Vanhu vane zita iri: Shid Munamateka; Enock Munamateka; ; Farouk Munamateka; Kagimu Munamateka.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Luganda inoti munnamateeka (n. lawyer) kureva gweta. Mamwe mazwi: munnansi (n. citizen) kureva chizvarwa chenyika.
- Luganda inoti munnarwanda (n. Rwandan) kureva Munyarwanda. Mamwe mazwi: munnasaayansi (n. scientist) kureva munyasainzi.