Mumhungu
Mataridziko
Mumhungu, muchirara, mumbungu, mupungu kana munungu (Pterocarpus rotundifolius) rudzi rwemuti unowanikwa muAfrica zasi kwemuenzanisi.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- IsiNdebele vanoti Umdlandlovu (n. Pterocarpus rotundifolius. Round-leaved bloodwood) kureva muti wemumhungu.