Svetuka kuchirochemo

Mumbi sezita

Kubva Wikipedia

Mumbi izita remhuri rinowanikwa muKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Mumbi Omani; Mumbi Gichuhi; Mumbi Njoroge; Anita Mumbi.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kikuyu inoti mumbi (n. potter - one who moulds) kureva muimbi.