Svetuka kuchirochemo

Mulungo sezita

Kubva Wikipedia

Mulungo izita remhuri rinowanikwa muMozambique.

  • Vanhu vane zita iri: Marcela Mulungo; Julieta Mulungo; Ana Mulungo; Leleca Mulungo.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Mandinka inoti mulungo (n. resemblance; appearance; feature) kureva kufanana.
  • Mandinka inoti mulungo (n. shape; form) kureva kufanana. Mamwe mazwi: nya mulungo (n. colour).