Mulalika sezita
Mataridziko
Mulalika izita remhuri rinowanikwa muZambia.
- Vanhu vane zita iri: Lovemore Mulalika; Esther Mulalika; Prevoster Mulalika; Idah Mulalika.
- Mazwi ari pedyo: Mararike sezita, Malalika sezita.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Nyanja inoti mlalika (n. herald) kureva mushevedzeri. Mamwe mazwi: mlaliko (n. summons).