Malalika sezita

Kubva Wikipedia

Mulalika izita remhuri rinowanikwa muTanzania.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Nyanja inoti mlalika (n. herald) kureva mushevedzeri. Mamwe mazwi: mlaliko kana malaliko (n. summons).