Mukadzinyina

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuVakadzinyina)

Izwi rokuti Mukadzinyina rinotaurwa pavakadzi vaviri vakaroorwa mumhuri imwechete, zvichireva kuti varume vavo mukoma nomunin'ina. Nokumwe kutara iziwi iri rinoshanda kureva vakadzi vaviri vakaroorwa nemurume mumwe, kureva kuti vari pabarika.

  • Gadzinyina uhu hukama huripo pakati pevakadzi vari pabarika - zvikurusei zvinetso neshanje dziripo hahukama uhu.
  • Hukama hwakadai huchitaurwa pamusoro pevarume tinoti vakuwashanyina

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaWanga vanoti nyina (n. mother). Luwanga vanoti nyina mwana (n. mother of the child).
  • Kimbundu inoti mukajina (n. rivals, competitors of the same man).