Mukunga

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mukunga (the eel) apa kureva hove ine muviri wakareba kunga nyoka. Vamwe vanoidana kuti hunga kana hunga-nyoka.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaGiryama vanoti mukunga (leach).
  • VaChewa vanoti mkunga kana nkunga (an eel - about twelve feet long) vachireva mukunga.