Svetuka kuchirochemo

Mukumbi

Kubva Wikipedia

Mukumbi, dhidhizha kana rudhende (1. The rest of a group; people or animals; 2. Generality of, common people). Rudhende rwevanhu zvinoreva boka revanhu vasiri kuverengwa pane vakakosha vasina chigaro chikuru, panzvimbo iyoyo.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Lenje inoti muchete, (Member of a village, an ordinary or common people, poor man, one not a chief). Kana vawanda voti wachete.
  • IsiZulu inoti isikhumbi (nation) kureva rudzi. Yao vanoti lukumbi (assembly). Zigula inoti makumbiro (n. groups).
  • MaZulu vanoti umkhumbi (Assembly·of men drawn up in a circle, or sitting in a ring). Muenzaniso: ukwakha umkhumbi (to form a circle).
  • VaRwanda vanoti umukumbi (flock of sheep). MaPutukezi vanoti povo (n. public, people, crowd, multitude, folk, nation) vachireva povho.