Mukangira sezita
Mataridziko
Mukangira izita remhuri rinowanikwa muRwanda, neTanzania.
- Vanhu vane zita iri: Jane Mukangira; Betty Mukangira; Emerance Mukangira; Habiba Mukangira.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Kimbundu inoti mukangila (n. grimace; pout) kureva kufinyamisa kumeso?