Muhawa

Kubva Wikipedia

Muhawa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Ussene Muhawa; Last Muhawa; Marc Muhawa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaTakwane vanoti muhawa (n. boy who has been initiated).