Mufundi sezita
Mataridziko
Mufundi izita remhuri rinowanikwa kuZambia neTanzania.
- Vanhu vane zita iri: Fredrick Mufundi; Fortunata Mufundi; Deborah Mufundi.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.