Svetuka kuchirochemo

Hudzvanyiriri

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMudzvanyiriri)

Hudzvanyiriri (n. oppression) zvinoreva kubata munhu kana boka revanhu nenzira yokuvaisa pasi pavamwe, kuvashaisa mukana nekuvabata huyanga.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]