Muduvuri

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Muduvuri izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Gift Muduvuri, Darlington Muduvuri; Jimaya Muduvuri.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaKongo vanoti duvula (v. abuse; to abuse foully). Mamwe mazwi: luduvuku (bad language; abuse).
  • VaKongo]] vanoti nduvu (n. cruelty; insolence; abominable, hard treatment). Mamwe mazwi: -anduvu (cruel, abominable).
  • VaGwere vanoti kuduula (v. blaspheme; insult with rude remarks).
  • VaGwere vanoti kuduulira (v. speak irrevently; condemn, malign, scoff at) vachireva kutaura zvisina rukudzo.