Mudanga sezita

Kubva Wikipedia

Mudanga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Botswana neCongo, Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Unaswi Mudanga; Koobakwa Mudanga; Sekai Mudanga; Muyisa Mudanga.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLela vanoti m'dà̱ngà̱ (n. warmth, heat. Der. of dá̱ngà̱).