Muchidzi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Shoko rokuti muchidzi kana mukomboreri (benefactor) rinoreva munhu anounza maropafadzo kwauri kana kune vanhu.

  • Beneficient rinoturikirwa kunzi kuchidza kana kukomborera.
  • Chidza (help in a small way). Munhu anobatsira zvishoma nenzira iyi anonzi muchidzi; ruyamuro rwacho ndiwo muchidzo.
  • Chidza muto netumvura: Add a little water to the stew.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]