Muchecheni
Mataridziko
Muchecheni, mudzanganyia kana chinanga (n. Zanthoxylum capense. Ziziphus mucronata) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuAfrica.
Kurapa
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Muchero nemashizha emuchecheni zvinokuyiwa zvichirapiswa mamota.
- Midzi yemuchecheni inokuyiwa zvichirapiswa maronda.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- IsiNdebele vanoti Umpasamala kana Umphafa (n. Zanthoxylum capense) kureva muti wemuchecheni.
- Kihehe vanoti mutamila (n. Ziziphus abyssinica) kureva muchecheni.
Mapikicha
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]-
straight and hooked thorns in pairs
-
flowers in leaf axils
-
flowers closeup
-
smooth, hard fruit and glossy foliage