Muboo

Kubva Wikipedia

Muboo (1. Common property, 2. Gratuitousnes, Gratuity). Huni nouswa nemvura, uye miti namatombo nejero romusango nehove zvose muboo.

  • Doro iri muboo: this beer is free.
  • Nguwani yandaona ndiyo muboo kwazvo: the hat I saw is very cheap.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Izwi rokuti rusange (common, general, frequently used, known by all) rinotaurwa mururimi rweKinyarwanda.