Svetuka kuchirochemo

Heti

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuNguwani)

Heti (hat) zvinoreva chipfeko chakaita denderedwa chinopfekwa mumusoro. Heti dzinopfekwa nezvikonzero zvinosanganisira: mucheno, tsika, chitendero kana hutano.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]