Mubayira sezita

Kubva Wikipedia

Mubayira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Eugene Mubayira; Trevor Mubayira; Pretty Mubayira; Primrose Mubayira.

Mazwi eBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaNyungwe vanoti m'phaira (n. payment) vachireva mubhadharo.
  • VaMambwe vanoti -paila cisaka (to sow maize immediately after the first rains) vachireva kudyara chibage nemvura yekutanga kunaya.
  • VaMambwe vanoti mupailo (n. early fruit) vachireva muchero wekutanga (kuibva).
  • VaZigula vanoti kuhaila (v. to weed). Mamwe mazwi: mhailo (v. weeding). Vanoisa h patinoisa p kuShona. Sokuti: kuhala kureva kupara.