Mongolia (English: /mɒŋˈɡoʊliə/) inyika iri muAsia.
Guta guru racho iUlaanbaatar.
Nyika iyi ine miganhu neRussia neChina.