Mitauro ye Chinubhia

From Wikipedia
Nubhia
Kugovwa muRutarachisi: Ijipita, Sudhani
Hupango mu Ururimi: Nilo-Sahara
  • Eastern Sudanic
    • Northern Eastern Sudanic
      • Nubhia
Sabhu-dhivhizheni:
  • Nile Nubian
  • Western Nubian
ISO 639-2 / 5: nub
Glottolog: nubi1251

Mitauro ye Chinubhia (Chiarabhu: لُغَات نُوبِية, lughāt nūbiyyah) iboka remitauro ine hukama inotaurwa ne Vanubhia. Ivo vanoumba bazi remitauro ye Chisudhani chekuMabvazuva, inova chikamu cheyakafara faramu re Chinilo-Sahara. Pakutanga, mitauro ye Nubhia yaitaurwa munzvimbo zhinji dzeSudhani, asi nekuda kweKuarabhwa (Arabization) nhasi yanyanya kuganhurwa kuMupata waNairi pakati peAswani (kumaodzanyemba kweIjipita) neAl Dabba pamwe nemisha iri muMakomo eNubha neDarfur.