Miriro (zita)

Kubva Wikipedia

Miriro izita reChishona rinobva pashoko rekuti kumira kana kumirira. Rinoreva kuti to wait for; one who is waited for kana kuti to expect. Iri izita rechisikana rakatanga kushandiswa mugore rema1900.

Zita iri raipihwa kumwanasikana akazvarwa se wechipiri mumhuri.

Mazita akafanana[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mamwe mapeji ekutarisa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]