Mhodzi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mhodzi (seed) inhengo yedzinde inokura pane ruva mumadzinde mazhinji inova ndiyo inomera kana ichinge yadyarwa muvhu pane mvura. Shoko iri rinoshandiswa kureva mbeu dzemichero inoti: manhanga, manwiwa, mapudzi; magwavha. Izwi iri rinoshanda kana mbeu dziri mukati memuchero uye dzichiwanikwa dzakawanda mumuchero umwe.

  • Mhudzi (seeds of melon species).

Havire (seed selected and preserved for the planting season) kana havira kureva mbeswa dzakachengeterwa kudyarwa mwaka unotevera.