Mhaka sezita

Kubva Wikipedia

Mhaka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Peter Mhaka; Raymond Mhaka; Nyashadzashe Mhaka.
  • Mhaka kana ndamo (bees' wax) inowanikwa pachizinga chehuchi.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • VaKagulu vanoti mhaka (n. border) vachireva muganhu.
  • VaKagulu vanoti mupaka (n. limit) vachireva mwero?