Mhaka (chikonzero)

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Shoko rokuti mhaka (affair, cause, debt) rinokwanisa kureva chikonzero.

  • Imhaka yei usakauya: what was the cause of your not coming?
  • Haisi mhaka yako: it is none of your business.
  • Unengava kana unemhaka (debtor).