Meda

Kubva Wikipedia

Meda izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Eberton Meda; Whitney Meda; Tafadzwa Meda; Sakhile Meda.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaSangho vanoti mada kana meda (n. succession).