Mbuwo

Kubva Wikipedia

Mbuwo kapembenene kane mumhu unoda kuenzana nenhunzi kanoruma zvinorwadza kudarika umhutu. Parumwa nembuwo pannoita sepachecheturwa nyama. Mbuwo inondurira zvinorwadza kunyanya.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]