Svetuka kuchirochemo

Mburo sezita

Kubva Wikipedia

Mburo izita remhuri rinowanikwa muKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Lily Mburo; Vera Mburo; Mburo Christofine; Liberata Mburo; Polycarp Mburo.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Takwane inoti mburo (n. place) vachireva nzvimbo.
  • VaWabo vanoti mburo kana miburo pakuwanda (n. place) kureva nzvimbo.
  • Mbukushu inoti mburo (n. knob-stick; walking stick) kureva shato.