Mboya sezita
Mboya izita remhuri rinowanikwa muSouth Africa, Tanzania neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Pamela Mboya; Grace Mboya; Leonida Mboya; Khanyisa Mboya.
Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.