Mboko sezita
Mataridziko
Mboko izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neCongo, Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Alembe Mboko; Victoire Mboko; Farai Mboko; Tinashe Mboko; Fadzai Mboko.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.