Mbirira sezita
Mataridziko
Mbirira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Tawanda Mbirira; Tasha Mbirira; Miriam Mbirira; Arnold Mbirira.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kikuyu inoti mbirira (n. grave; tomb; burial place).