Mbeera sezita
Mataridziko
Mbeera izita remhuri rinowanikwa muUganda, Nigeria neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Nevis Mbeera; Kalema Mbeera; Harriet Mbeera; Philes Mbeera.
- Mazwi ari pedyo: Mbera sezita.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Luganda inoti embeera (n. mood; state; climate) kureva mudhu.
- Luganda inoti omurungi (n. good luck) kureva mhanza yakanaka.