Mbarame sezita
Mbarame izita remhuri rinowanikwa muMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Joseph Mbarame; Rafick Mbarame; Amosi Mbarame; Pondani Mbarame.
Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kana mazwi anotodza mbarame awanikwa achanyorwawo pano