Mazanga sezita

Kubva Wikipedia

Mazanga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Angola neDRC.

  • Vanhu vane zita iri: Kapenda Mazanga; Elcano Mazanga; Mazanga Sianga; Lweji Mazanga.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Kimbundu vanoti dizanga kana mazanga (n. swamp).