Mavetero sezita
Mataridziko
Mavetero izita remhuri rinowanikwa muKenya.
- Vanhu vane zita iri: Nancy Mavetero Juma; Nancy Mavetero Wambugu.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- VaMbukushu inoti mavetero (n. Place where water is drawn. From -veta: to draw water).