Maunga

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Maunga (Hairy caterpillars).

Tsumo[chinja | edit source]

  • Maunga marema, kudya muti waagere. Hairy caterpillars are stupid, they feed on the tree on which they live.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaHerero vanoti ungura (work, toil, make, form, effect, perform, construct) kureva kushanda.
  • VaHerero vanoti otyi-ungura (task, work, operation) kureva basa.